Ezekiel 19:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ikaziʋa dzimba dzaʋo dzoʋushe, ikaparadza maguta aʋo; nyika neɀose ɀayo ikaʋa ɗoŋgo, nokuɗa kwokuʋomba kwayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Yakakoromora nhare dzavo uye ikaparadza maguta avo. Nyika navose vaivamo vakavhundutswa nokuomba kwayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yakabvongodza munhare dzavo dzokuhwanda muhondo, ikaparadza maguta avo; nyika navagari vomo ikashaya pokuisa mwoyo nokutya payainge yodzvova.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ikaziva dzimba dzavo dzohushe, ikaparadza maguta avo; nyika nezvose zvayo ikava dongo, nokuda kwokuwomba kwayo.
Shona 2009?
Ikaziva dzimba dzavo dzohushe, ikaparadza maguta avo; nyika nezvose zvayo ikava dongo, nokuda kokuwomba kwayo.
Shona SUB 2002 Bible
Ikaziva dzimba dzavo dzohushe, ikaparadza maguta avo; nyika nezvose zvayo ikava dongo, nokuda kwokuwomba kwayo.