Ezekiel 2:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, mira namakumbo ako, ini nditaure newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, simuka netsoka dzako ini nditaure newe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu mira namakumbo ako nditaure newe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mira namakumbo ako, ini nditaure newe.”
Shona 2009?
Akati kwandiri, "Mwanakomana womunhu, mira namakumbo ako, ini nditaure newe."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mira namakumbo ako, ini nditaure newe.”