Ezekiel 2:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaneɀiso ɀisinokunyara nemŋoyo mikukutu; ndinokutumira kwaʋari, iwe uti kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vandinokutuma kwavari, vakavangarara uye vakasindimara. Uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakaoma musoro; ndambakuudzwa dzavanhu, ndavakukutuma kwavari undovataurira kuti, zvanzi naTenzi Mwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vane zviso zvisina kunyara nemwoyo mikukutu; ndinokutumira kwavari, iwe uti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha.
Shona 2009?
Vana vane zviso zvisina kunyara nemoyo mikukutu; ndinokutumira kwavari, iwe uti kwavari, zvanzi nalshe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vane zviso zvisina kunyara nemwoyo mikukutu; ndinokutumira kwavari, iwe uti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha.