Ezekiel 2:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iʋo, kana ʋaciɗa kunzwa, kana ʋasiŋgaɗi (nokuti iʋo iimba ino ndi mukira simba), ʋacaziʋa kuti muprofita wakaŋga ari’po pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kunyange vakanzwa kana kuramba kunzwa, nokuti ivo imba inomukira, vachaziva kuti muprofita akanga ari pakati pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Vangarege kuteerera pamusana pokuti vanhu ivava vanhu vakapanduka. Vangateerere kana kuti vachaziva kuti panga pane muporofita pakati pavo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Zvino ivo, kana vachida kunzwa, kana vasingadi nokuti ivo iimba inondimukira simba, vachaziva kuti muporofita akanga aripo pakati pavo.’
Shona 2009?
'Zvino ivo, kana vachida kunzwa, kana vasingadi nokuti ivo iimba inondimukira simba, vachaziva kuti muporofita akanga aripo pakati pavo.'
Shona SUB 2002 Bible
‘Zvino ivo, kana vachida kunzwa, kana vasingadi nokuti ivo imba inondimukira simba, vachaziva kuti muporofita akanga aripo pakati pavo.’