Ezekiel 2:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakati ndicitarira, ndikaʋona ruʋoko rwakatambanudzirwa kwandiri; tarira, buku yakapetwa yakaŋga iri’mo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakatarira, ndikaona ruoko rwakatambanudzirwa kwandiri. Marwuri makanga mune gwaro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakati tarisei, onei ruoko rwakanga rwatambanudzwa kwandiri, wonei muruoko macho maiva nebhuku rokumononora rakanyorwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakati ndichitarira, ndikaona ruoko rwakatambanudzirwa kwandiri; tarira, bhuku yakapetwa yakanga irimo;
Shona 2009?
Zvino ndakati ndichitarira, ndikaona ruoko rwakatambanudzirwa kwandiri, tarira, bhuku yakapetwa yakanga irimo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakati ndichitarira, ndikaona ruoko rwakatambanudzirwa kwandiri; tarira, bhuku yakapetwa yakanga irimo;