Ezekiel 20:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ndakaʋaɓuɗisa munyika yeEgipita, ndikaʋaisa kurenje.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndakavabudisa muIjipiti ndikaenda navo kugwenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo ndakavaburitsa munyika yeIjipiti ndikavaunza murenje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo ndakavabudisa munyika yeIjipiti, ndikavaisa kurenje.
Shona 2009?
"Naizvozvo ndakavabudisa munyika ndikavaisa kurenje.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo ndakavabudisa munyika yeIjipiti, ndikavaisa kurenje.