Ezekiel 20:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikati kuʋana ʋaʋo murenje: Regai kufamba nemitemo yamadziɓaɓa enyu, kana kuceŋgeta ɀaʋakaraira, kana kuɀiȿiɓisa neɀifananidzo ɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakati kuvana vavo mugwenga, “Regai kutevera mitemo yamadzibaba enyu kana kuchengeta mirayiro yavo kana kuzvisvibisa nezvifananidzo zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakatiwo kuvana vavo murenje, musatevedze mirao yamadzibaba enyu kana kuteerera mitemo yavo kunyange kuzvin'oresa nezvifananidzo zvavo zvokunamata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikati kuvana vavo murenje, ‘Regai kufamba nemitemo yamadzibaba enyu, kana kuchengeta zvavakarayira, kana kuzvisvibisa nezvifananidzo zvenyu.
Shona 2009?
Ndikati kuvana vavo murenje, `Regai kufamba nemitemo yamadzibaba enyu, kana kuchengeta zvavakarayira, kana kuzvisvibisa nezvifananidzo zvenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikati kuvana vavo murenje, ‘Regai kufamba nemitemo yamadzibaba enyu, kana kuchengeta zvavakarayira, kana kuzvisvibisa nezvifananidzo zvenyu.