Ezekiel 20:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaʋasimudzira ʋo ruʋoko rwaŋgu parenje, kuti ndicaʋaparadzira pakati pamarudzi nokuʋadziŋgira kunyika dzose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve, ndakasimudza ruoko, ndikapika mugwenga kuti ndichavaparadzira pakati pendudzi nokuvadzingira kunyika dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyezve ndakavapikira murenje kuti ndichavaparadzira mukati memarudzi ndichivaendesa kudzinyika
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakavasimudzirawo ruoko rwangu murenje, kuti ndichavaparadzira pakati pamarudzi nokuvadzingira kunyika dzose;
Shona 2009?
"Ndakavasimudzirawo ruoko rwangu murenje, kuti ndichavaparadzira pakati pamarudzi nokuvadzingira kunyika dzose;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndakavasimudzirawo ruoko rwangu murenje, kuti ndichavaparadzira pakati pamarudzi nokuvadzingira kunyika dzose;