Ezekiel 20:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti haʋana‐kuita ɀandakaraira, asi ʋakaramba mitemo yaŋgu, nokumhura masaɓata aŋgu, meso aʋo akatarira ɀifananidzo ɀamadziɓaɓa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vakanga vasina kuteerera mirayiro yangu asi vakanga varamba mitemo yangu uye vakasvibisa maSabata angu, uye meso avo akachiva zvifananidzo zvamadzibaba avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti havana kuchengeta mitemo yangu asi kuti vakaramba mirao yangu vakan'oresa masabata angu izvozvo meso avo akanga angova pazvifananidzo zvokunamata zvamadzibaba avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti havana kuita zvandakavarayira, asi vakaramba mitemo yangu, nokumhura maSabata angu, meso avo akatarira zvifananidzo zvamadzibaba avo.
Shona 2009?
nokuti havana kuita zvandakavarayira, asi vakaramba mitemo yangu, nokumhura maSabata angu, meso avo akatarira zvifananidzo zvamadzibaba avo.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti havana kuita zvandakavarayira, asi vakaramba mitemo yangu, nokumhura maSabata angu, meso avo akatarira zvifananidzo zvamadzibaba avo.