Ezekiel 20:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikati kwaʋari: Ko nɀimbo yakakwirira kwamunoenda, inoti kuɗiniko? Naiɀoɀo zita rayo rinonzi Bama kuȿikira zuʋa ranhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakati kwavari: Ko, nzvimbo iyi yakakwirira yamunoenda kwairi ndeyei?’ ” (Zita rayo inonzi Bhama kusvikira zuva ranhasi.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
(Ndakavati ndiko kui kunzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira kwamunoenda? Sakawo zita rapo rakanzi ‘Pakatunhumara.’ Kusvikira pari nhasi.)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo ndikati kwavari, ‘Ko nzvimbo yakakwirira kwamunoenda, inoti kudiniko?’ Naizvozvo zita rayo rinonzi ‘Bhama’ kusvikira zuva ranhasi.
Shona 2009?
"Ipapo ndikati kwavari, `Ko nzvimbo yakakwirira kwamunoenda, inoti kudiniko?' Naizvozvo zita rayo rinonzi `Bhama' kusvikira zuva ranhasi.
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo ndikati kwavari, ‘Ko nzvimbo yakakwirira kwamunoenda, inoti kudiniko?’ Naizvozvo zita rayo rinonzi ‘Bhama’ kusvikira zuva ranhasi.