Ezekiel 20:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iɀo ɀinopinda mumiraŋgariro yenyu haɀiŋgatoŋgoitiki cose, ɀamunoti: Tinoɗa kufanana na mamŋe marudzi, naʋanhu ʋe dzimŋe nyika, ʋanoshumira matanda namabge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Imi munoti, “Tinoda kufanana nendudzi, savanhu vedzimwe nyika, vanoshumira matanda namatombo.” Asi zviri mundangariro dzenyu hazvimboitiki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zviri mumwoyo menyu izvozvo hazvisi kuzofa zvakaitika zvokufunga kuti tinoda kuve sevechirudzi kuti muite samarudzi ari mudzinyika uye kuti munamate zvimiti namatombo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
izvo zvinopinda mumirangariro yenyu hazvingatongoitiki chose, zvamunoti, ‘Tinoda kufanana namamwe marudzi, navanhu vedzimwe nyika, vanoshumira matanda namabwe.
Shona 2009?
izvo zvinopinda mumirangariro yenyu hazvingatongoitiki chose, zvamunoti, `Tinoda kufanana namamwe marudzi, navanhu vedzimwe nyika, vanoshumira matanda namabwe.
Shona SUB 2002 Bible
izvo zvinopinda mumirangariro yenyu hazvingatongoitiki chose, zvamunoti, ‘Tinoda kufanana namamwe marudzi, navanhu vedzimwe nyika, vanoshumira matanda namabwe.