Ezekiel 20:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakuɓuɗisai pakati pamarudzi, nokukuʋuŋganidzai kunyika kwamakaŋga makaparadzirwa, necanza cinesimba noruʋoko rwakatambanudzwa, ʋuye nehasha dzakaɗururwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakudzosai kubva kundudzi ndigokuunganidzai kubva kunyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri, nechanza chine simba uye noruoko rwakatambanudzwa uye nehasha dzakadururwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichakubvisai mukati memarudzi iwayo ndigokukokorodzai munyika dzamunenge mapararira. Ndichazviita izvozvo namaoko angu aya shamhu yangu iri mudenga ndakaviruka nehasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichakubudisai pakati pamarudzi, nokukuwunganidzai kunyika kwamakanga makaparadzirwa, nechanza chine simba noruoko rwakatambanudzwa, uye nehasha dzakadururwa;
Shona 2009?
"Ndichakubudisai pakati pamarudzi, nokukuwunganidzai kunyika kwamakanga makaparadzirwa, nechanza chine simba noruoko rwakatambanudzwa, uye nehasha dzakadururwa;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichakubudisai pakati pamarudzi, nokukuwunganidzai kunyika kwamakanga makaparadzirwa, nechanza chine simba noruoko rwakatambanudzwa, uye nehasha dzakadururwa;