Ezekiel 20:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ciʋatoŋga, mŋanakomana womunhu, ciʋatoŋga! Ciʋaziʋisa ɀinonyaŋgadza ɀamadziɓaɓa aʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ungavatonga here? Ungavatonga here, iwe mwanakomana womunhu? Zvino chivazivisa mabasa anonyangadza amadzibaba avo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe mwanakomana womunhu wotovatongaka! Vatonge vazivise unyangadzi hwakan'ora hwamadzibaba avo uchivaudza kuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chivatonga, Mwanakomana womunhu, chivatonga! Chivazivisa zvinonyangadza zvamadzibaba avo;
Shona 2009?
Chivatonga, Mwanakomana womunhu, chivatonga! Chivazivisa zvinonyangadza zvamadzibaba avo;
Shona SUB 2002 Bible
Chivatonga, Mwanakomana womunhu, chivatonga! Chivazivisa zvinonyangadza zvamadzibaba avo;