Ezekiel 20:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti pagomo raŋgu dɀene, pagomo rakakwirira raIsraeri, ndi’po pandicashumirwa munyika neimba yose yaIsraeri, iʋo ʋose; ndi’po pandicaʋagamucira, ndi’po pandicareʋa ɀiɓayiro ɀenyu, neɀitȿa ɀeɀipo ɀenyu, pamŋe cete neɀinhu ɀenyu ɀose ɀitȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti pagomo rangu dzvene, iro gomo refu raIsraeri, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, imba yose yaIsraeri ichashumira ipapo, uye ndichavagamuchira ipapo. Ndipo pandichada zvipiriso zvenyu nezvipo zvenyu zvokuzvidira pamwe chete nezvibayiro zvenyu zvitsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviripo ndezvokuti pagomo rangu rinoera gomo refu reIsiraeri, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari, ipapo imba yose yavaIsiraeri vose zvavo vachandinamata munyika imomo. Ipapo ndichavagamuchira, ipapowo ndichati muite mudememudeme muchibvisa zvipo zvenyu zvakanakisisa nemipiro yenyu yose inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti pagomo rangu dzvene, pagomo rakakwirira raIsiraeri, ndipo pandichashumirwa munyika neimba yose yaIsiraeri, ivo vose; ndipo pandichavagamuchira, ndipo pandichareva zvibayiro zvenyu, nezvitsva zvezvipo zvenyu, pamwechete nezvinhu zvenyu zvose zvitsvene.
Shona 2009?
Nokuti pagomo rangu dzvene, pagomo rakakwirira raIsiraeri, ndipo pandichashumirwa munyika neimba yose yaIsiraeri, ivo vose; ndipo pandichavagamuchira, ndipo pandichareva zvibayiro zvenyu, nezvitsva zvezvipo zvenyu, pamwechete nezvinhu zvenyu zvose zvitsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti pagomo rangu dzvene, pagomo rakakwirira raIsiraeri, ndipo pandichashumirwa munyika neimba yose yaIsiraeri, ivo vose; ndipo pandichavagamuchira, ndipo pandichareva zvibairo zvenyu, nezvitsva zvezvipo zvenyu, pamwechete nezvinhu zvenyu zvose zvitsvene.