Ezekiel 20:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mucaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndicikuisai munyika yaIsraeri, kunyika yandakasimudzira madziɓaɓa enyu ruʋoko rwaŋgu ndiciti ndicaʋapa iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndakuisai munyika yeIsraeri, nyika yandakapikira kupa madzibaba enyu noruoko rwakasimudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchabva maziva kuti ndini Tenzi pandichakuunzai munyika yeIsiraeri, nyika yandakatsidzira kuzopa madzibaba enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichikuisai munyika yaIsiraeri, kunyika yandakasimudzira madzibaba enyu ruoko rwangu ndichiti ndichavapo iyo.
Shona 2009?
Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichikuisai munyika yaIsiraeri, kunyika yandakasimudzira madzibaba enyu ruoko rwangu ndichiti ndichavapa iyo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichikuisai munyika yaIsiraeri, kunyika yandakasimudzira madzibaba enyu ruoko rwangu ndichiti ndichavapo iyo.