Ezekiel 20:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mucaraŋgarira’po nzira dzenyu, neɀose ɀamakaita, ɀamakaɀiȿiɓisa naɀo; mucaɀisema mumene pamsoro peɀakaipa ɀenyu ɀose ɀamakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mucharangarira mafambiro enyu ikoko nezviito zvose zvamakazvisvibisa nazvo uye muchazvisema pachenyu nokuda kwezvakaipa zvose zvamakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imomo muchayeuka kuita kwenyu nezviito zvose zvamakazvin'oresa nazvo, muchatozvisema nezvakaipa zvose zvamakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino mucharangarirapo nzira dzenyu, nezvose zvamakaita, zvamakazvisvibisa nazvo; muchazvisema pamusoro pezvakaipa zvenyu zvose zvamakaita.
Shona 2009?
"Zvino mucharangarirapo nzira dzenyu, nezvose zvamakaita, zvamakazvisvibisa nazvo; muchazvisema pamusoro pezvakaipa zvenyu zvose zvamakaita.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino mucharangarirapo nzira dzenyu, nezvose zvamakaita, zvamakazvisvibisa nazvo; muchazvisema pamusoro pezvakaipa zvenyu zvose zvamakaita.