Ezekiel 20:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndicikuitirai iɀoɀo nokuɗa kwezita raŋgu, ndisiŋgaiti ɀakafanira nzira dzenyu dzakaipa kana ɀakafanira ɀakaʋora ɀamakaita, imi imba yaIsraeri — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchaziva kuti ndini Jehovha, pandichakuitirai izvozvo nokuda kwezita rangu kwete nokuda kwenzira dzenyu dzakaipa nezvakaora zvamakaita imi imba yaIsraeri, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye muchaziva kuti ndini Tenzi kana ndava kuzoita nemi zvandinoita ndichiremekedza zita rangu, kwete zvinokodzerana nenzira dzenyu dzakaipa kana zviito zvenyu zvakaora, iyemi vemba yaIsiraeri,” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichikuitirai izvozvo nokuda kwezita rangu, ndisingaiti zvakafanira nzira dzenyu dzakaipa kana zvakafanira zvakaora zvamakaita, imi imba yaIsiraeri,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
Zvino muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichikuitirai izvozvo nokuda kwezita rangu, ndisingaiti zvakafanira nzira dzenyu dzakaipa kana zvakafanira zvakaora zvamakaita, imwi imba yaIsiraeri," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichikuitirai izvozvo nokuda kwezita rangu, ndisingaiti zvakafanira nzira dzenyu dzakaipa kana zvakafanira zvakaora zvamakaita, imi imba yaIsiraeri,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.