Ezekiel 20:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyama yose icaziʋa kuti ini Jehova ndini ndakauɓatidza; hauŋgadzimŋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe nomumwe achaona kuti ini Jehovha ndini ndaubatidza; haungadzimwi.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vose vachaona kuti Tenzi ndiye akabatidza moto iwoyo usingadzimuriki.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vose vachaziva kuti ini Jehovha ndini ndakaubatidza; haungadzimwi.’
Shona 2009?
Vanhu vose vachaziva kuti ini Jehovha ndini ndakaubatidza; haungadzimwi.'
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vose vachaziva kuti ini Jehovha ndini ndakaubatidza; haungadzimwi.’