Ezekiel 20:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nezuʋa iro ndakaʋasimudzira ruʋoko rwaŋgu, kuti ndicaʋaɓuɗisa panyika yeEgipita ndiʋaise kunyika yandakaʋatȿakira, kunoyerera mukaka noʋuci, iyo yaiʋa ʋukomba bgenyika dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro ndakapika kwavari kuti ndichavabudisa munyika yeIjipiti ndigovapinza munyika yandakavatsvakira, nyika inoyerera mukaka nouchi, nyika yakanakisisa panyika dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro ndakatsidza kwavari nemhiko kuti ndichavaburitsa munyika yeIjipiti ndichivaendesa kunyika yandakavatsvakira, nyika youchi nomukaka, nyika yakakurumbira kwazvo kupinda nyika dzose zvadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nezuva iroro ndakavasimudzira ruoko rwangu, kuti ndichavabudisa munyika yeIjipiti ndivaise kunyika yandakavatsvakira, kunoyerera mukaka nouchi, iyo yaiva hukomba hwenyika dzose.
Shona 2009?
nezuva iroro ndakavasimudzira ruoko rwangu, kuti ndichavabudisa munyika yeIjipiti ndivaise kunyika yandakavatsvakira, kunoyerera mukaka nouchi, iyo yaiva hukomba bwenyika dzose.
Shona SUB 2002 Bible
nezuva iroro ndakavasimudzira ruoko rwangu, kuti ndichavabudisa munyika yeIjipiti ndivaise kunyika yandakavatsvakira, kunoyerera mukaka nouchi, iyo yaiva hukomba hwenyika dzose.