Ezekiel 20:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndakaɀiita nokuɗa kwezita raŋgu, kuti rirege kumhurwa pamberi pamarudzi aʋanhu, maʋakaŋga ʋagere, ʋandakaɀiziʋisa kwaʋari pamberi paʋo, ndiciʋaɓuɗisa munyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nokuda kwezita rangu, ndakaita zvaichengetedza zita rangu kuti rirege kusvibiswa pamberi pendudzi idzo vaigara pakati padzo uye avo vandakanga ndazviratidza pamberi pavo kuvaIsraeri nokuvabudisa muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndakaitira kuti zita rangu rirege kun'oreswa mumaziso avanhu vechirudzi mavakanga vagere nokuti ndakanga ndazvionesa kwavari ndichivazivisa kuti ndichazoburitsa vaIsiraeri munyika yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndakazviita nokuda kwezita rangu, kuti rirege kumhurwa pamberi pamarudzi avanhu, mavakanga vagere, vandakazvizivisa kwavari pamberi pavo, ndichivabudisa munyika yeIjipiti.
Shona 2009?
Asi ndakazviita nokuda kwezita rangu, kuti rirege kumhurwa pamberi pamarudzi avanhu, mavakanga vagere, vandakazvizivisa kwavari pamberi pavo, ndichivabudisa munyika
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndakazviita nokuda kwezita rangu, kuti rirege kumhurwa pamberi pamarudzi avanhu, mavakanga vagere, vandakazvizivisa kwavari pamberi pavo, ndichivabudisa munyika yeIjipiti.