Ezekiel 21:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
warodzwa, kuti uʋuraye, wabginyiswa, kuti uʋe semheni; ɀino isu tiŋgagofara here? Itȿimbo yoʋushe yomŋanakomana waŋgu, inoɀidza miti yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
wakarodzerwa kuuraya, wakapukutirwa kuti upenye semheni! “ ‘Tichagofara here netsvimbo youshe yomwanakomana wangu Judha? Munondo unozvidza zvimiti zvose zvakadai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
richirodzerwa kuuraya nokukwenenzvererwa kupenya semheni! Ndipo patingabva tatofaririra nhai? Tarisai muone tsvimbo youmambo yapenyeserwa mwanakomana wangu kuti azvidze zvimiti zvokunamata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
warodzwa, kuti uhuraye, wabwinyiswa, kuti uve semheni; zvino isu tingagofara here? Itsvimbo yohushe yomwanakomana wangu, inozvidza miti yose.’
Shona 2009?
warodzwa, kuti uuraye, wabwinyiswa, kuti uve semheni; zvino isu tingagofara here? Itsvimbo yohushe yomwanakomana wangu, inozvidza miti yose.'
Shona SUB 2002 Bible
warodzwa, kuti uhuraye, wabwinyiswa, kuti uve semheni; zvino isu tingagofara here? Itsvimbo yohushe yomwanakomana wangu, inozvidza miti yose.’