Ezekiel 21:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakapiwa kuti ubginyiswe, kuti uɓatwe nawo; munondo warodzwa, ɀirokwaɀo wabginyiswa, kuti uiswe muruʋoko rwomuʋurayi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Munondo wakagadzirirwa kuti upukutwe, kuti ubatwe noruoko; wakarodzwa nokupukutwa, wakagadzirirwa kuiswa muruoko rwomuurayi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bakatwa rakanzi rirodzwe kuti ribatwe. Rakarodzwa rikakwenenzverwa kuti riiswe mumaoko momuurayi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakapiwa kuti ubwinyiswe, kuti ubatwe nawo; munondo warodzwa, zvirokwazvo wabwinyiswa, kuti uiswe muruoko rwomuurayi.
Shona 2009?
Wakapiwa kuti ubwinyiswe, kuti ubatwe nawo; munondo warodzwa, zvirokwazvo wabwinyiswa, kuti uiswe muruoko rwomuurayi.
Shona SUB 2002 Bible
Wakapiwa kuti ubwinyiswe, kuti ubatwe nawo; munondo warodzwa, zvirokwazvo wabwinyiswa, kuti uiswe muruoko rwomuurayi.