Ezekiel 21:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cema, uwuŋgudze, iwe mŋanakomana womunhu, nokuti iwe uri pamsoro paʋanhu ʋaŋgu, uri pamsoro pamacinda ose aIsraeri, akaiswa kumunondo pamŋe cete naʋanhu ʋaŋgu; naiɀoɀo uɀiroʋe pahudyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chema uye uungudze, mwanakomana womunhu, nokuti unorwa navanhu vangu; unorwa namachinda ose aIsraeri. Vakakandwa kumunondo, pamwe chete navanhu vangu. Naizvozvo uzvirove chipfuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ridza mhere uchihwihwidza, iwe mwanakomana womunhu pamusana pezvawira vanhu vangu zvichinangana namachinda eIsiraeri ose. Ipapo vanofanira kuuraiwa nebakatswa iwe chibata rushaya,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chema, uungudze, iwe Mwanakomana womunhu, nokuti iwe uri pamusoro pavanhu vangu, uri pamusoro pamachinda ose aIsiraeri, akaiswa kumunondo pamwechete navanhu vangu; naizvozvo uzvirove pahudyu.
Shona 2009?
Chema, uungudze, iwe Mwanakomana womunhu, nokuti iwe uri pamusoro pavanhu vangu, uri pamusoro pamachinda ose aIsiraeri, akaiswa kumunondo pamwechete navanhu vangu; naizvozvo uzvirove pahudyu.
Shona SUB 2002 Bible
Chema, uungudze, iwe Mwanakomana womunhu, nokuti iwe uri pamusoro pavanhu vangu, uri pamusoro pamachinda ose aIsiraeri, akaiswa kumunondo pamwechete navanhu vangu; naizvozvo uzvirove pahudyu.