Ezekiel 21:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neni ʋo ndicaroʋanya maʋoko aŋgu, ndicanyaradza hasha dzaŋgu; ini Jehova, ndakaɀitaura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Neniwo ndicharovanya maoko angu pamwe chete, uye hasha dzangu dzichaserera. Ini Jehovha ndazvitaura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndicharovanisawo maoko angu ndichipedza hasha dzangu. Ndini Tenzi ndazvireva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Neniwo ndicharovanya maoko angu, ndichanyaradza hasha dzangu; ini Jehovha, ndakazvitaura.”
Shona 2009?
"Neniwo ndicharovanya maoko angu, ndichanyaradza hasha dzangu; ini Jehovha, ndakazvitaura."
Shona SUB 2002 Bible
“Neniwo ndicharovanya maoko angu, ndichanyaradza hasha dzangu; ini Jehovha, ndakazvitaura.”