Ezekiel 21:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Utare nzira, iŋgaʋuya nawo munondo, kuȿikira Raba raʋana ʋaAmoni, naJuda mukati meJerusarema rakakombga noruȿiŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Utare mugwagwa mumwe chete womunondo unouya kuzorwa neRabha ravaAmoni uye mumwe uchizorwa neJudha neJerusarema rakakomberedzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tara nzira yebakatwa inoenda kuguta reRabha rokuvaAmoni neinoenda kwaJudha muguta retsvingo reJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Utare nzira, ingauya nawo munondo, kusvikira Rabha ravana vaAmoni, naJudha mukati meJerusaremu rakakombwa norusvingo.
Shona 2009?
Utare nzira, ingauya nawo munondo, kusvikira Rabha ravana vaAmoni, naJudha mukati meJerusaremu rakakombwa norusvingo.
Shona SUB 2002 Bible
Utare nzira, ingauya nawo munondo, kusvikira Rabha ravana vaAmoni, naJudha mukati meJerusaremu rakakombwa norusvingo.