Ezekiel 21:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iwe, iwe wakaipa, wakakuʋadzwa ɀikuru, mucinda waIsraeri, wakaȿikirwa nezuʋa rako paŋguʋa yeɀakaipa ɀokupedzisira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Haiwa, iwe muchinda waIsraeri akaipa uye anozvidza, ane zuva rasvika, ane nguva yokurangwa kwake yasvika pakupedzisira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe muipi, akan'ora, muchinda weIsiraeri zuva rokutongwa kwako kwokupedzisira rasvika zvino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino iwe, iwe wakaipa, wakakuvadzwa zvikuru, muchinda waIsiraeri, wakasvikirwa nezuva rako panguva yezvakaipa zvokupedzisira,
Shona 2009?
"Zvino iwe, iwe wakaipa, wakakuvadzwa zvikuru, muchinda waIsiraeri, wakasvikirwa nezuva rako panguva yezvakaipa zvokupedzisira,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino iwe, iwe wakaipa, wakakuvadzwa zvikuru, muchinda waIsiraeri, wakasvikirwa nezuva rako panguva yezvakaipa zvokupedzisira,