Ezekiel 21:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀanzi naShe Jehova: Ŋgowani yoʋuprista inofanira kubva, korona inofanira kubva, haɀiŋgarambi ɀiri’po; kwiridzai ɀiri pasi, muɗeredze ɀiri kumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naIshe Jehovha: Bvisai ngowani youprista, bvisai korona. Hazvichazorambi zviri sezvazvaiva: vanozvidzwa vachasimudzirwa uye vanokudzwa vachaninipiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari bvisa ngundu ukutunure chiremba choumambo. Zvinhu hazvicharamba zvakaita zvazvakaita. Vapasi vachasimudzwa vapamusoro vachaderedzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ngowani yohupristi inofanira kubva, korona inofanira kubva, hazvingarambi zviripo; kwiridzai zviri pasi, muderedze zviri kumusoro.’
Shona 2009?
zvanzi naIshe Jehovha, `Ngowani yohuprista inofanira kubva, korona inofanira kubva, hazvingarambi zviripo; kwiridzai zviri pasi, muderedze zviri kumusoro.'
Shona SUB 2002 Bible
zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ngowani youpristi inofanira kubva, korona inofanira kubva, hazvingarambi zviripo; kwiridzai zviri pasi, muderedze zviri kumusoro.’