Ezekiel 21:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaudzoserwe mumuhara wawo. Apo pawakasikwa iwe, panyika yawakaɓerekerwa, ndi’po pandicakutoŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chidzosera munondo mumuhara wawo. Panzvimbo yawakasikwa uri, munyika yamadzitateguru ako, ndipo pandichakutongera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ridzosere muhara maro. Munzvimbo mawakasikwa imomo munyika mawakaberekerwa ndimo mandichakutongera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngaudzoserwe mumuhara wawo. Apo pawakasvikwa iwe, panyika yawakaberekerwa, ndipo pandichakutonga.
Shona 2009?
"Ngaudzoserwe mumuhara wawo. Apo pawakasikwa iwe, panyika yawakaberekerwa, ndipo pandichakutonga.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngaudzoserwe mumuhara wawo. Apo pawakasvikwa iwe, panyika yawakaberekerwa, ndipo pandichakutonga.