Ezekiel 21:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nyama yose icaziʋa kuti ini Jehova ndakavomora munondo waŋgu mumuhara wawo; haucazodzokeri’po ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanhu vose vachaziva kuti ini Jehovha ndavhomora munondo wangu kubva mumuhara wawo; hauchazodzokerimozve.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vachaziva kuti ini Tenzi ndini ndaburitsa bakatwa rangu muhara. Harichadzoserwazve muhara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanhu vose vachaziva kuti ini Jehovha ndakavhomora munondo wangu mumuhara wawo; hauchazodzokeripozve.
Shona 2009?
vanhu vose vachaziva kuti ini Jehovha ndakavhomora munondo wangu mumuhara wawo; hauchazodzokeripozve.
Shona SUB 2002 Bible
vanhu vose vachaziva kuti ini Jehovha ndakavhomora munondo wangu mumuhara wawo; hauchazodzokeripozve.