Ezekiel 21:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, profita, uti: Ɀanzi naJehova: Iti: Munondo, munondo! warodzwa, wabginyiswa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, profita uti, ‘Zvanzi naJehovha, “Munondo, munondo, wakarodzwa uye wakapukutwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe mwanakomana womunhu porofita uti zvanzi naTenzi, iti: Bakatwa, bakatwa rakarodzwa uye rikakwenenzverwawo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, porofita, uti, zvanzi naJehovha, iti ‘Munondo, munondo! Warodzwa, wabwinyiswa;
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, porofita, uti, zvanzi naJehovha, iti `Munondo, munondo! Warodzwa, wabwinyiswa;
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, porofita, uti, zvanzi naJehovha, iti ‘Munondo, munondo! Warodzwa, wabwinyiswa;