Ezekiel 22:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakafukura kunyadza kwamadziɓaɓa aʋo mukati mako, ʋakaninipisa mukati mako mukadzi wakaŋga asino‐kunaka nokuʋa kumŋedzi kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukati mako muna vanhu vasingakudzi nhoo dzamadzibaba avo, mukati mako muna vanhu vanochinya vakadzi panguva yavanenge vari kumwedzi, pavanenge vasina kuchena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mauri iwe vanasikana vari kufeva namadzibaba avo. Mauri iyewe varume vari kumanikidza kugara navakadzi vari panguva yavo yokutevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakafukura kunyadza kwamadzibaba avo mukati mako, vakaninipisa mukati mako mukadzi wakanga asina kunaka nokuva kumwedzi kwake.
Shona 2009?
Vakafukura kunyadza kwamadzibaba avo mukati mako, vakaninipisa mukati mako mukadzi wakanga asina kunaka nokuva kumwedzi kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Vakafukura kunyadza kwamadzibaba avo mukati mako, vakaninipisa mukati mako mukadzi wakanga asina kunaka nokuva kumwedzi kwake.