Ezekiel 22:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe wakaita ɀinonyaŋgadza nomukadzi womunuŋuna wake, mumŋe wakacinyira mukadzi womŋana wake, mumŋe ɀe mukati mako wakaninipisa hanɀadzi yake, mukunda waɓaɓa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukati mako mune mumwe munhu anoita zvinonyangadza nomukadzi womuvakidzani wako, mumwe anochinya mukadzi womwana wake zvinonyadzisa, uye mumwe anochinya hanzvadzi yake, mwanasikana wababa vake chaivo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe anoita zvinhu zvinosemesa nomudzimai womumwe, mumwewo achiita upombwe hunotonyadzisa nomuroora wake. Mumwezve murume mauri iwe anotadza nehanzvadzi yake, mwana wababa vake chaiye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe akaita zvinonyangadza nomukadzi womunun'una wake, mumwe wakachinyira mukadzi womwana wake, mumwezve mukati mako wakaninipisa hanzvadzi yake, mukunda wababa vake.
Shona 2009?
Mumwe akaita zvinonyangadza nomukadzi womunun'una wake, mumwe wakachinyira mukadzi womwana wake, mumwezve mukati mako wakaninipisa hanzvadzi yake, mukunda wababa vake.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe akaita zvinonyangadza nomukadzi womunun'una wake, mumwe wakachinyira mukadzi womwana wake, mumwezve mukati mako wakaninipisa hanzvadzi yake, mukunda wababa vake.