Ezekiel 22:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, tarira, ndakaroʋanya maʋoko aŋgu pamsoro pefuma yako yawakawana nokunyeŋgera, napamsoro peropa rako rakaŋga riri mukati mako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvirokwazvo ndicharovanisa maoko angu pamwe chete pamusoro pepfuma isakarurama yawakaita uye neropa rawakateura pakati pako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chinzwa, naizvozvo ini ndinorova pasi nechibhakera changu ndichikomekedza nezvokuwana zvinhu nokubiridzira kwamunoita uye ndichikomekedza nezveropa rinodeurwa pakati pako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo, tarira, ndakarovanya maoko angu pamusoro pepfuma yako yawakawana nokunyengera, napamusoro peropa rako rakanga riri mukati mako.
Shona 2009?
"Naizvozvo, tarira, ndakarovanya maoko angu pamusoro pefuma yako yawakawana nokunyengera, napamusoro peropa rako rakanga riri mukati mako.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo, tarira, ndakarovanya maoko angu pamusoro pepfuma yako yawakawana nokunyengera, napamusoro peropa rako rakanga riri mukati mako.