Ezekiel 22:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakuparadzira pakati pamarudzi, nokukudziŋgira kunyika dzose; ndicapedza tȿina yako mukati mako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakuparadzira pakati penyika; uye ndichagumisa kusachena kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichakutii mwarara mukati memarudzi ndichiita kuti mupararire nedzinyika. Ndicharoromesa zvakaora mauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichakuparadzira pakati pamarudzi, nokukudzingira kunyika dzose; ndichapedza tsvina yako mukati mako.
Shona 2009?
"Ndichakuparadzira pakati pamarudzi, nokukudzingira kunyika dzose; ndichapedza tsvina yako mukati mako.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichakuparadzira pakati pamarudzi, nokukudzingira kunyika dzose; ndichapedza tsvina yako mukati mako.