Ezekiel 22:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaɀimhurisa pamberi pamamŋe marudzi; ɀino ucaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchaziva kuti ndini Jehovha, pamuchasvibiswa pamberi pendudzi.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchava vanhu vakan'ora mukuona kwamarudzi. Ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Uchazvimhurisa pamberi pamamwe marudzi; zvino uchazoziva kuti ndini Jehovha.”
Shona 2009?
"Uchazvimhurisa pamberi pamamwe marudzi; zvino uchazoziva kuti ndini Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
“Uchazvimhurisa pamberi pamamwe marudzi; zvino uchazoziva kuti ndini Jehovha.”