Ezekiel 22:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Mose ɀamaʋa marara, naiɀoɀo, tarirai, ndicakuʋuŋganidzirai mukati meJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Nemhaka yokuti mose mava marara, ndichakuunganidzai muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka zvanzi naTenzi Mwari, mose zvenyu zvamava marara zvawo outare kudai naizvozvo, chinzwai, ndichakuunganidzai pakati peJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Mose zvamava marara, naizvozvo, tarirai, ndichakuunganidzirai mukati meJerusaremu.
Shona 2009?
Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, `Mose zvamava marara, naizvozvo, tarirai, ndichakuunganidzirai mukati meJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Mose zvamava marara, naizvozvo, tarirai, ndichakuunganidzirai mukati meJerusaremu.