Ezekiel 22:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, uti kwairi: Iwe uri nyika isino‐kunatswa, isino‐kunisirwa mvura nezuʋa reshuŋgu dzaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, uti kunyika, ‘Iwe uri nyika isina kuwana mvura kana guti pazuva rehasha dzangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iwe mwanakomana womunhu iti kunyika iyi uri nyika isina kuchenurwa, isina kuniwa nemvura pazuva rehasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu uti kwairi, ‘Iwe uri nyika isina kunatswa, isina kunisirwa mvura nezuva reshungu dzangu.’
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu uti kwairi, `Iwe uri nyika isina kunatswa, isina kunisirwa mvura nezuva reshungu dzangu.'
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu uti kwairi, ‘Iwe uri nyika isina kunatswa, isina kunisirwa mvura nezuva reshungu dzangu.’