Ezekiel 22:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprofita ʋayo ʋakaita raŋgano mukati mayo; seshumba inoʋomba icibvanzura cayaɓata, saiɀoɀo ʋakapedza mŋeya yaʋanhu; ʋakatora fuma neɀinokosha, ʋakawanza cirikadzi mukati mayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pane rangano yamachinda vari pakati payo vanoomba seshumba iri kubvamburanya chayabata; vanodya vanhu, vanotora pfuma nezvinhu zvinokosha uye vanoita kuti chirikadzi dzivande mukati mayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Machinda, mukati mayo vakaita seshumba dziri kuwomba dzichibvambura-bvambura nyama. Vakapfuudza upenyu hwavanhu. Vakapamba upfumi nezvinhu zvakakosha. Vakaita kuti vazhinji vave chirikadzi mukati mayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vaporofita vayo vakaita rangano mukati mayo; seshumba inoomba ichibvanzura chayabata, saizvozvo vakapedza mweya yavanhu; vakatora pfuma nezvinokosha, vakawanza chirikadzi mukati mayo.
Shona 2009?
Vaporofita vayo vakaita rangano mukati mayo; seshumba inoomba ichibvanzura chayabata, saizvozvo vakapedza mweya yavanhu; vakatora fuma nezvinokosha, vakawanza chirikadzi mukati mayo.
Shona SUB 2002 Bible
Vaporofita vayo vakaita rangano mukati mayo; seshumba inoomba ichibvanzura chayabata, saizvozvo vakapedza mweya yavanhu; vakatora pfuma nezvinokosha, vakawanza chirikadzi mukati mayo.