Ezekiel 22:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Macinda ayo mukati mayo ʋakafanana namapere anobvanzura ɀaaɓata, ʋaciteʋura ropa nokuparadza mŋeya, kuti ʋawane fuma ʋacinyeŋgera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Machinda ari mukati maro akaita samapumhi ari kubvamburanya chaabata; vanoteura ropa nokuuraya vanhu kuti vawane pfuma yokusarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Machinda, mukati mavo, vava mhumi zvadzo dzinobvambura-bvambura nyama nokudeura ropa vachiparadza upenyu vachizviwanira zvinhu nenzira dzisina kutendeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Machinda ayo mukati mayo vakafanana namapere anobvanzura zvaabata, vachiteura ropa nokuparadza mweya, kuti vawane pfuma vachinyengera.
Shona 2009?
Machinda ayo mukati mayo vakafanana namapere anobvanzura zvaabata, vachiteura ropa nokuparadza mweya, kuti vawane fuma vachinyengera.
Shona SUB 2002 Bible
Machinda ayo mukati mayo vakafanana namapere anobvanzura zvaabata, vachiteura ropa nokuparadza mweya, kuti vawane pfuma vachinyengera.