Ezekiel 22:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakatȿaka pakati paʋo munhu uŋgagadzira ruȿiŋgo, uŋgamira pakakoromoka pamberi paŋgu acirwira nyika, kuti ndirege kuiparadza; asi handina‐kuwana nomumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakatsvaka munhu pakati pavo angavaka rusvingo nokumira pamberi pangu, pakakoromoka achimirira nyika kuti ndirege kuparadza, asi ndakashayiwa kana mumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ndakatsvaga pakati pavo munhu angavake rusvingo, anomira pakakoromoka pamberi pangu, akamiririra nyika kuitira kuti ndirege kuiparadza. Asi hapana wandakawana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakatsvaka pakati pavo munhu angagadzira rusvingo, angamira pakakoromoka pamberi pangu achirwira nyika, kuti ndirege kuiparadza; asi handina kuwana nomumwe.
Shona 2009?
Zvino ndakatsvaka pakati pavo munhu angagadzira rusvingo, angamira pakakoromoka pamberi pangu achirwira nyika, kuti ndirege kuiparadza; asi handina kuwana nomumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakatsvaka pakati pavo munhu angagadzira rusvingo, angamira pakakoromoka pamberi pangu achirwira nyika, kuti ndirege kuiparadza; asi handina kuwana nomumwe.