Ezekiel 22:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wapara mhaka nokuɗa kweropa rako rawakateʋura, waȿiɓiswa neɀifananidzo ɀawakaita; wasweɗedza mazuʋa ako, waȿika pamakore ako; naiɀoɀo ndakakuita cinhu cinoshoʋorwa pamberi pamamŋe marudzi, necinosekwa nenyika dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
wava nemhosva nokuda kweropa rawakateura uye wakasvibiswa nokuda kwezvifananidzo zvawakaita. Wakasvitsa mazuva ako pamagumo, uye magumo amakore ako asvika. Naizvozvo ndichakuita chinhu chinoshorwa nendudzi nechinosekwa nenyika dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Une mhosva iwe pamusana peropa rawakadeura ukan'oreswa nezvifananidzo zvokunamata zvawakaita. Ipapo wakaita kuti zuva rako risvike, nguva yako yamakore awakatarirwa yasvika. Naizvozvo ndakuita kuti uve chiseko zvacho kumarudzi nechinhu chinoshoreka munyika dzose zvadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wapara mhaka nokuda kweropa rako rawakateura, wasvibiswa nezvifananidzo zvawakaita; waswededza mazuva ako, wasvika pamakore ako; naizvozvo ndakakuita chinhu chinoshorwa pamberi pamamwe marudzi, nechinosekwa nenyika dzose.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible