Ezekiel 22:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋanamakuhwa ʋakapinda mukati mako kuzoteʋura ropa, ʋakadya pamsoro pamakomo mukati mako, ʋakaita ɀinonyadzisa mukati mako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukati mako mune vanhu vane makuhwa, vanofarira pakuteura ropa; mukati mako muna vanhu vanodyira kushongwe dzokumakomo uye vanoita mabasa eunzenza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mauri iwe, vanhu vari kudeura ropa namakuhwa avo, uye vanhu vari mauri iwe vanodyira mumakomo vava kuita zvinhu zvisina hunhu mukati mako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vana makuhwa vakapinda mukati mako kuzoteura ropa, vakadya pamusoro pamakomo mukati mako, vakaita zvinonyadzisa mukati mako.
Shona 2009?
Vanhu vana makuhwa vakapinda mukati mako kuzoteura ropa, vakadya pamusoro pamakomo mukati mako, vakaita zvinonyadzisa mukati mako.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vana makuhwa vakapinda mukati mako kuzoteura ropa, vakadya pamusoro pamakomo mukati mako, vakaita zvinonyadzisa mukati mako.