Ezekiel 23:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakafukura kunyadza kwake, ʋakatora ʋanakomana naʋanasikana ʋake, ʋakamuʋuraya iye nomunondo, zita rake rikazosekwa pakati paʋakadzi; nokuti ʋakamutoŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamubvisa nguo akasara asina, ashama, vakatora vanakomana vake navanasikana ndokubva vamuuraya nomunondo. Akabva ava shumo pakati pavakadzi uye akarangwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava vakamupfekenura kumusiya ava mutwi. Vakabata vanakomana vake navanasikana vake. Iye vakamuuraya nebakatwa akabva ava tsumo zvayo pakati pavakadzi paakanga zvino atemerwa chirango chake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakafukura kunyadza kwake, vakatora vanakomana navanasikana vake, vakamuuraya iye nomunondo, zita rake rikazosekwa pakati pavakadzi; nokuti vakamutonga.
Shona 2009?
Ivo vakafukura kunyadza kwake, vakatora vanakomana navanasikana vake, vakamuuraya iye nomunondo, zita rake rikazosekwa pakati pavakadzi; nokuti vakamutonga.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakafukura kunyadza kwake, vakatora vanakomana navanasikana vake, vakamuuraya iye nomunondo, zita rake rikazosekwa pakati pavakadzi; nokuti vakamutonga.