Ezekiel 23:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wakaɗana naʋaAsiria, ʋaiʋa ʋaɓati namadzishe, ʋaigara pedyo naye, ʋakafuka ɀakaiȿo‐naka kwaɀo, ʋari ʋataȿi ʋanofamba namabiza, ose ari majaya anoɗikanwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akachivawo vaAsiria, vatongi navatungamiri vehondo, varwi vakapfeka zvakakwana, vatasvi vaifamba namabhiza, namajaya akanaka ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi uyu akadokwairira vaAsiria, masadunhu acho navatungamiriri vakuru vehondo ivo varwi vakanga vakapfeka zvinhu zvokuhondo chaizvo zvakakwana vari varwi vemabhiza vachitasva mabhiza, vose vari majaya anoyemurika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iye akadana navaAsiria, vaiva vabati namadzishe, vaigara pedyo naye, vakafuka zvakaisvonaka kwazvo, vari vatasvi vanofamba namabhiza, ose ari majaya anodikanwa.
Shona 2009?
"Iye akadana navaAsiria, vaiva vabati namadzishe, vaigara pedo naye, vakafuka zvakaisvonaka kwazvo, vari vatasvi vanofamba namabhiza, ose ari majaya anodikamwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Iye akadana navaAsiria, vaiva vabati namadzishe, vaigara pedyo naye, vakafuka zvakaisvonaka kwazvo, vari vatasvi vanofamba namabhiza, ose ari majaya anodikanwa.