Ezekiel 23:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakaʋona kuti wasiɓiswa; iʋo ʋose ʋakafamba nenzira imŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaona kuti naiyewo akazvisvibisa; vose vari vaviri vakafamba nenzira imwe cheteyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo ndakaona kuti akanga aton'oreswa uye vose vari vaviri vakanga vatora nzira imwecheteyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakaona kuti wasvibiswa; ivo vose vakafamba nenzira imwe.
Shona 2009?
Zvino ndakaona kuti wasvibiswa; ivo vose vakafamba nenzira imwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakaona kuti wasvibiswa; ivo vose vakafamba nenzira imwe.