Ezekiel 23:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciʋaʋona, akaʋaɗa kwaɀo, akatuma nhume kwaʋari paKardea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakangovaona, akabva avachiva ndokutumira nhume kwavari muKaradhea.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakavaona akavadokwairira mwoyo akatumira nhume kwavari kuKaridhea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati achivaona, akavada kwazvo, akatuma nhume kwavari paKaradhea.
Shona 2009?
Zvino wakati achivaona, akavada kwazvo, akatuma nhume kwavari paKaradhea.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati achivaona, akavada kwazvo, akatuma nhume kwavari paKaradhia.