Ezekiel 23:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati afukura kupata kwake, nokufukura kunyadza kwake, mŋeya waŋgu ukarambana naye, mŋeya waŋgu seɀawakarambana nomukuru wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakaenderera mberi noufeve hwake pachena uye akaratidza kushama kwake, ndakamufuratira zvandisembura, sokufuratira kwandakanga ndaita mukoma wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanga oita ufeve hwake pasina zvokuvanza wongoita ufambi zviri pachena achizviyanika muviri wake, ndakasviba mwoyo ndikamuramba sezvandakaita mukoma wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino wakati afukura kupata kwake, nokufukura kunyadza kwake, mweya wangu ukarambana naye, mweya wangu sezvawakarambana nomukuru wake.
Shona 2009?
"Zvino wakati afukura kupata kwake, nokufukura kunyadza kwake, mweya wangu ukarambana naye, mweya wangu sezvawakarambana nomukuru wake.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino wakati afukura kupata kwake, nokufukura kunyadza kwake, mweya wangu ukarambana naye, mweya wangu sezvawakarambana nomukuru wake.