Ezekiel 23:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana womunhu, kwakaŋga kunaʋakadzi ʋaʋiri, ʋanasikana ʋamai ʋamŋe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mwanakomana womunhu, kwakanga kuna vakadzi vaviri, vanasikana vamai vamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mwanakomana womunhu, paivapo vakadzi vaviri vaiva vana vamai vamwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwanakomana womunhu, kwakanga kuna vakadzi vaviri, vanasikana vamai vamwe;
Shona 2009?
"Mwanakomana womunhu, kwakanga kuna vakadzi vaviri, vanasikana vamai vamwe;
Shona SUB 2002 Bible
“Mwanakomana womunhu, kwakanga kuna vakadzi vaviri, vanasikana vamai vamwe;