Ezekiel 23:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ukayeʋudzwa ɀakashata ɀoʋuɗuku bgako, paŋguʋa yawakaɓatwa‐ɓatwa minyato yako naʋaEgipita nokuɗa kwamazamu oʋumhandara bgako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka wakapanga unzenza hwouduku hwako, pawaiva muIjipiti chipfuva chako chakabatwa-batwa uye mazamu ouduku hwako akabatwa-batwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusuwira kwawaiita kushaya hunhu pahudiki hwako zviya zvokuIjipiti kwawaibatwa-batwa minyatso yako uchidzvanywa mazamu ako akanga achiri echidiki.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ukayeudzwa zvakashata zvohuduku hwako, panguva yawakabatwa-batwa minyatso yako navaIjipiti nokuda kwamazamu ohumhandara hwako.
Shona 2009?
Zvino ukayeudzwa zvakashata zvohuduku hwako, panguva yawakabatwa-batwa minyato yako navaIjipiti nokuda kwamazamu ohumhandara hwako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ukayeudzwa zvakashata zvohuduku hwako, panguva yawakabatwa–batwa minyatso yako navaIjipiti nokuda kwamazamu ohumhandara hwako.