Ezekiel 23:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ndicakugumisira ɀakashata ɀako nokupata kwako kwawakabva nako kunyika yeEgipita, kuti urege kuzoɀitarira ɀe nameso ako, kana kuzoraŋgarira Egipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndichagumisa unzenza hwenyu noufeve hwamakatangira muIjipiti. Hamuchazotariri zvinhu izvi muchizvishuva kana kuzorangarira Ijipiti zvakare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo ndichapedza kushaya kwako hunhu uye ufeve hwako hwakabva kunyika yeIjipiti zvokuti hauzombotarisa kana kuyeukazve vaIjipiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Saizvozvo ndichakugumisira zvakashata zvako nokupata kwako kwawakabva nako kunyika yeIjipiti, kuti urege kuzozvitarirazve nameso ako, kana kuzorangarira Ijipiti.
Shona 2009?
"Saizvozvo ndichakugumisira zvakashata zvako nokupata kwako kwawakabva nako kunyika yeIjipiti, kuti urege kuzozvitarirazve nameso ako, kana kuzorangarira Ijipiti.
Shona SUB 2002 Bible
“Saizvozvo ndichakugumisira zvakashata zvako nokupata kwako kwawakabva nako kunyika yeIjipiti, kuti urege kuzozvitarirazve nameso ako, kana kuzorangarira Ijipiti.